Skip to content

National anthem of Zimbabwe

Oktober 11, 2015

Simudzai mureza wedu weZimbabwe
Yakazvarwa nemoto wechimurenga
Neropa zhinji ramagamba
Tiidzivirire kumhandu dzose
Ngaikomborerwe nyika yeZimbabwe

Tarisai Zimbabwe nyika yakashongedzwa
Namakomo, nehova, zvinoyevedza
Mvura ngainaye, minda ipe mbesa
Vashandi vatuswe, ruzhinji rugutswe
Ngaikomborerwe nyika yeZimbabwe

Mwari ropafadzai nyika yeZimbabwe
Nyika yamadzitateguru edu tose
Kubva Zambezi kusvika Limpopo
Navatungamiri vave nenduramo
Ngaikomborerwe nyika yeZimbabwe

From → Uncategorized

Tinggalkan sebuah Komentar

Tinggalkan Balasan

Isikan data di bawah atau klik salah satu ikon untuk log in:

Logo WordPress.com

You are commenting using your WordPress.com account. Logout / Ubah )

Gambar Twitter

You are commenting using your Twitter account. Logout / Ubah )

Foto Facebook

You are commenting using your Facebook account. Logout / Ubah )

Foto Google+

You are commenting using your Google+ account. Logout / Ubah )

Connecting to %s

%d blogger menyukai ini: